Latest News Editor's Choice


News / National

Mugabe mocks Tsvangirai over love life

by Staff reporter
19 Aug 2013 at 14:28hrs | Views
President Mugabe yesterday taunted MDC leader, Morgan Tsvangirai saying he cannot stay with one woman.

"Kana muchitungamirwa nerombe risina kana pfungwa yakatwasanuka, anoti apa ndabata, uyu ndatora, ndadonhedza. Ko pako ndepapi, wabva washaya waungati uyu ndiye wangu, ukangotarira, wava wangu? Vanhu vavakutoviga vana vavo. Ko dai waigotora pachokwadi. Zvino zvekuti woti mazuva maviri handichamuda," he said upon his return from Malawi.

He also put his boot in after Tsvangirai withdrew his poll challenge.

"Wamboenda wakashinga kudare, wozotuvaira woti ndashaya mhosva yatingape, vakanga vaona kuti hapana nyaya yavangaenda nayo kunomhan'ara. Murume mukuru unenge wambosumuka, wakakwinya mabhurugwa, wotora mapfumo woti ndavakuenda kunomhan'ara, watotakura magumbeze uchiti ndirikunoita mazuva ndiriko, wosvika wondandama. Ko zvowondandamazve? Haana kutandwa kuti ha-a ibvamuno washaya mhosva, iye akangotarisa pasi. Ndizvo zvatakangozonzwawo zvotaurwa mumhepo," he said.

Mugabe was also gloating over SADC summit success.

"Tauya takatakura huchi hwega hwega. Hameno zvimaNGO zvakaenda zvichiti haiwa hazvina kubuda zvakanaka. Zvakanzwika nani izvozvo nekuti vakazviwonera, vakanga vatuma vanhu vavo? Imi maNGOs keep your lies to yourself," he said.

The President said Zimbabwe would from next year, assume the chair of Sadc and will host the summit where Heads of State and Government of the 14-member body will attend.

Zimbabwe, he said, should adequately prepare in terms of food requirements and other necessities to host several Heads of State and Government when Harare assumes the chairmanship of the regional bloc.

"Gore rinouya tirikuti Zimbabwe, ichitungamirirwa naVaMugabe ndivo vachakweva Sadc, saka uSadc chairmanship gore rinouya ndisu, togadzirira," he said.

The President said the summit was unanimous in endorsing the poll and had congratulated Zimbabwe for holding a credible election.

Source - online