Opinion / WhatsApp Updates
Concerned Seke 2 High Student appeals to Dokora - WhatsApp update
17 Jun 2014 at 08:14hrs | Views
Please note that Bulawayo24 does not edit WhatsApp updates. We publish them as sent by our readers and we do not disclose the sender's telephone number.
8:48pm, 16 Jun - +263 77 *** ****: Cde Lazarus Dokora please , pachikoro pedu pauya Messenger of Court tapihwa matsamba ekuti hatina kubhadhara mari. Zvino kana vomhanya kunotora chikonzi chikoro takutorega heduka? Ko toita seiwo? Tiri kudya ka1 kana kutoshaya chaiko. Zvese izvi hazviziwe. Munoda mavotes evabereki wedu cheteka? Hameno ndimi makaifira nyika yacho. Mwari akurovei neshamhu inorwadza chaiyo. Ndarwadziwa pano paSeke 2 High muChitungwiza. (Remove my I'd)

Source - Byo24News via WhatsApp
All articles and letters published on Bulawayo24 have been independently written by members of Bulawayo24's community. The views of users published on Bulawayo24 are therefore their own and do not necessarily represent the views of Bulawayo24. Bulawayo24 editors also reserve the right to edit or delete any and all comments received.