Latest News Editor's Choice


News / National

Explosive Whatsapp messages between Gumbura's women revealed

by Staff Reporter
09 Feb 2014 at 15:20hrs | Views
Unverified Whatsapp messages allegedly between women from convicted rapist pastor Robert Martin Gumbura's church have surfaced online.

Below are the alleged messages as published on MyZimbabwe.

19:30, 2014/1/1 – You: Makadiiko asikana

14:54, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Zviri cei?*

15:17, 2014/2/1 – You: Zviri bhoo

15:17, 2014/2/1 – You: Kune meeting here

*15:19, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Kupi? And who a u?*

15:35, 2014/2/1 – You: Is that str Mandy its Gee chiware

*15:37, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Mai Garreth here? No its Josie*

15:37, 2014/2/1 – You: Yes

15:38, 2014/2/1 – You: I thought Timotio ane mameetings nevanhu

15:39, 2014/2/1 – You: Ko Esther akaendepi nhaiwe

*15:40, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Ok no havana kuuya kkkkkk akaenda kwaGara*

15:41, 2014/2/1 – You: Aaaaah aneshuwa nhai asikana kudaro ko Vachuma vodii

*15:43, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Hameno akati handiroorwe nemurume wandisingade & pane karumor kekuti vanoda Kombo.*

15:44, 2014/2/1 – You: Iwe Josie Kombo anyanya kuita mwana mudiki; Apostle promised sekuru Oppa kunaKombo

15:45, 2014/2/1 – You: Asi i heard kuti Pastor Kadzirange vakauya wani

*15:47, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Kkkkkkkkk karumor kari kufamba.he was supposed to come b@ as thingz were promising to go in our favour vakanzi vambomira*

15:49, 2014/2/1 – You: I would want Kombo aite mbuya vangu; vakareberana nasekuru Oppa. Iwe uri kugara kupi? Pane mukana here wekubhadhara magistrate apa

*15:59, 2014/2/1 – Josie WekuUz: M @ Malborough hapana kana the man is very strict*

16:02, 2014/2/1 – You: 'ndafunga song yako; asikana TISVIKE CANAAN saka panoda Joshua mwari vanotirwira. Ndivana ani vari mumacourtship nhai Josie: Iwe unoziva here kuti brother Ndlalambi vanokuda

*16:13, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Kkkkkkkkk mandinakidza vanondiisa pai ngavandikwanire.vatsva ndiBr Win na Sr Enara vamwe as always.*

*16:21, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Sis vana vababa vaye vanoitira puu muplate eish ndinganozvigonawo here?*

16:36, 2014/2/1 – You: Iwe apostle vakati vade unoita sei? Sorry i was having a quick lunch ndabva kucreche kwatiri kuda kuchinjira gareth, muchri kuita mameetings here kwabr Chibvura?

*16:41, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Eish zvakandiomera asi kt vangandidaro Vepamalborough hatisi kuita b@ maybe mamwe maHararians ari kuita .*

16:42, 2014/2/1 – You: image

16:43, 2014/2/1 – You: Ko iyo Dude hauyide here

*16:47, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Kwete bodo ndaramba*

16:51, 2014/2/1 – You: Kkkk wandinakidza. Ini shaa Josie hana yangu haina kugadzikana because Apostle vakavharirwa ka zvinenge zvatopressa unofunga kuti zvichafamba sei

16:53, 2014/2/1 – You: I heard Apostle has been denied bail

*16:59, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Sis we have to pray vakangosungwa chete tatoparara apa Samundombe itsotsi remunhu ngatinamatireyi musi wa8*

17:00, 2014/2/1 – You: We are always in prayer sis; samundombe itsotsi aita sei nhai sister ndiye lawyer handi haanzi Revai here

17:00, 2014/2/1 – You: Aita sei lawyer

*17:04, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Ari kubhadharwa nanaGwendere kt akanganise zvinhu.zvekuti like nw mapaper aakakannganisa anoda2 wks kt zvigadzirike*

17:10, 2014/2/1 – You: Hoo neminamato zvinochinja sister, ndanga ndisina kumbonzwa kuti akakanganisa zvinhu. Mapepa api aakanganisa. Unoziva paya Apostle pavakapiwa bail paya baba gareth vanga vatoronga kuAirport kuti vabude same day vaende kuUK zvakandirwadza asikana kuti bail racho was revoked.

17:10, 2014/2/1 – You: Ndakanzwa kuti chero mucourt macho lawyer aikanganisa kubvunza

17:14, 2014/2/1 – You: Shamwari unoziva i live in fear nokuti baba gareth handina kuvaudza chokwadi Apostle vakavharirwa i will have to tell him chokwadi kuti Apostle vaindirara ndiri musikana uye ndaroorwa

17:14, 2014/2/1 – You: Apa ndotya kurambwa

17:14, 2014/2/1 – You: My hubby is too lovely

17:21, 2014/2/1 – You: Usaudza munhu

*17:46, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Sorry ndiri paduty panze ok ur secret is safe wth me b@ my advice sis chimbomirai kuvaudza until we a certain kt zvarmba b@ pliz dont panick and dont worry all will be well.hanti promise me kt u wl be fine*

17:47, 2014/2/1 – You: Udzime please Josie these messages

17:47, 2014/2/1 – You: Apostle havadi kuti these issue dzidiscuswe amongst us

17:47, 2014/2/1 – You: I will try to be fine

17:48, 2014/2/1 – You: What is the atmosphere like pamarlboro and vanaMotha vanotaureyi

17:49, 2014/2/1 – You: Ko Sharai akatoenda kwaBrother Matete here

17:49, 2014/2/1 – You: Also i heard basa ravo brother Matete rakapera

*17:50, 2014/2/1 – Josie WekuUz: I will dont worry hey we a all women and we go through some predecaments dzisingakanganwike b@ pliz musatange mataura zvinogona kukukanganisirai zvinhu.eish vanhu vane stress.*

*17:51, 2014/2/1 – Josie WekuUz: No haasati things are tight 4 him zvekuti havachanyanyouye kuMalborough*
17:54, 2014/2/1 – You: You are right ndikanyanyopanika futi baba Gareth vanozofungira futi i feeling better now that i am talking to somebodyz. Almost all people here in SA vakapanduka and vana Mai Munateyi told her husband chokwadi. Saka baba Gareth was asking me one day kuti shuwa my wife vanhu vese vari kunyepa here

17:54, 2014/2/1 – You: It was a difficult moment you

17:55, 2014/2/1 – You: Tisu tasara chete kuno i dont know brother and sis Mavhunda

*18:01, 2014/2/1 – Josie WekuUz: My dear sis pliz musataure nemumwe munhu zvinozokupandukirai.Vachiri kuuya zvavo b@ vanenge vachingonyeiwa kt vakadyisa murume vanhu havana chakanaka.mirai tione kunogumira zvinhu nkt pandakanovaona vakanditi vari kuuya coz he promicd me many good thingz.so seMunhu waMwari he will win the battle*

*18:03, 2014/2/1 – Josie WekuUz: Regayi timboenda kuprayer*

18:06, 2014/2/1 – You: Muri kunamatira kupi? Uye vanani? What times do you do prayers? Idaily here? Iwe Josie wakavimbiswa chii naApostle

18:06, 2014/2/1 – You: Iwe hauna kumbondiudza waunoda

13:15, 2014/3/1 – You: Asikana remember Ariel ari kungorutsa

13:18, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Oh m sorry will remember her in prayer

15:11, 2014/3/1 – You: Nezuro makazondiignowa vasikana

15:11, 2014/3/1 – You: Pane mamessages angu amusina kupindura

*15:16, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Zvakawanda like kuti kana ndapedza degree vondiitisa masters pana brother apa handisati ndataura coz vose hapana anonyatsondibata mwoyo.and vanoti zvose zvandinoda kuchikoro ndisununguke kuvaudza.pana br whom do u think anoita*

15:17, 2014/3/1 – You: Imi munoda single kana mumarried!

*15:18, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Ndinodawo musingle ndochatawo nekuita kalife kangu*

15:20, 2014/3/1 – You: What yo story nabr Ephraim? How do you feel nagovernor?

15:25, 2014/3/1 – You: Ikozvino vane madegree vava@vashomaka but i heard governor vari kuita degree

*15:26, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Oh m over that guy and baba helped me realise kt hz nothing.Governor ndaivaconsider b@ Sharai i had kt ndiye waanoda so ndine chance here?*

15:27, 2014/3/1 – You: Ko sharai achiri kuda zivai handi akabvisirwa mari naMatete

15:28, 2014/3/1 – You: Ko Str Addy how far

15:28, 2014/3/1 – You: Endaiwoka ku uk

*15:29, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Sharai mutop shata wababa so handizivi kt chii chinomupa confafa*

15:31, 2014/3/1 – You: Yaa i know hangu kuti Sharai ari kloz kunafather

15:31, 2014/3/1 – You: Pese pandaiwuya ndaimuona achibva kubedroom

15:32, 2014/3/1 – You: Ko Thembi nachuma vachiri kupengesana here

*15:37, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Zvokuti. Shaz anototaura achiti vanoita manje asi ini vanondityisa ini.Ady ari zvake kuChinhoyi.kuUK nhamo veduwe havana kana dzimba vanhu vacho zvekuti zvikapressa vanodzoka paMalborough*

15:39, 2014/3/1 – You: Kkk musandisetsa vasikana; vanotyisa chii father murume ane zvinhu zvake uye anogona basa rake kana vava kuita zvemubedroom. I understand Sharai nokuti ukatanga nafather unokwanisa kusazoboda umwe murume:

15:40, 2014/3/1 – You: Inini it took me time to appreciate baba gareth:

15:41, 2014/3/1 – You: Delete messages plz baby girl

*15:45, 2014/3/1 – Josie WekuUz: M deleting yeah u a right he is a man and a half. Ini munyika ndakambofara zvangu asi vaya vanotora mukombe.b@ ukazviisa mmsoro saShaz akatokanganisika.*

15:47, 2014/3/1 – You: Yaa Apostle vane zvinhu Shamwari inini every time yavaindirara ndaibleeder. Because zvavanazvo zviya hazvijairiki:

15:48, 2014/3/1 – You: Is it true he told me kuti iwewe vakakurara nokuti wanga waudzwa naWinnie kuti arariwa

15:49, 2014/3/1 – You: Saka handi you know i was his secretary saka he still tell me

15:49, 2014/3/1 – You: He tells me masister anoda kuchema avaona vakashama vachifunga kuti vanokuvadzwa

*15:53, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Yep Winnie paakandiudza ndakavhunduka coz vaindifarira so ndakavavhunza vakanditi ndisahedhutswe nezvinhu zvisina basa.so ndakangoramba ndiri clse kwavari kusvika zvazoitka b@ ndakapedza mazuva ndakarara coz vakandiita zviinogara zvakadaro*

15:56, 2014/3/1 – You: Shame shame may be its because wanga usina kujaira varume isu manje hazvicharwadzi nokuti tajairira varume uye takazvara asi kana ndichitoda sex inogutsa chaiyo ndotouya kuzimbabwe because ndinenge ndiri foreign based. Mabrother edu haanwi viagra asi father vane zvinhu zvavo

15:57, 2014/3/1 – You: Ko iwe vakazokuita sei? Vakakuti chii kuti vakurare

*16:00, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Promise me u wont tell him coz ndinopisira*

16:00, 2014/3/1 – You: Kwete sis i wont tell

16:00, 2014/3/1 – You: Remember ndakuudzai some personal staff

16:01, 2014/3/1 – You: Izvi zviri pakati pedu
*16:05, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Zvakatangira kuDouble Storey we would kiss and then he called me kudedroom ndakaramba coz ndaingovafungira kt taizorara tose and ndainyara.so vakazondishevedza kumaten kuChisipiti.muleather room muye imi he promicd me the world vachiti i want u to be my best friend and kt zvinhu zvikufambire pano wotondilumisa ndakamboramba b@ kiss yacho sis and maoko avo akangondipodza*

16:06, 2014/3/1 – You: Kkkk pedzisa zvakaitika ndigozokuudza zvaitika kwandiri

*16:10, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Vakatanga kundikisa muhuro apa ruoko mapant sisika vakagondipuruzira ini semunhu akambozviita ndakati right ndakabatawo yavo eheee sisi*

*16:11, 2014/3/1 – Josie WekuUz: So pandakavhunduka vakabva vazokurura manje maihwee*

16:13, 2014/3/1 – You: Ini zvakatanga ndine 27 years imagine ndiri mhandara and I was his secretary in Kadoma. Vakanditi hona maboss anorara nanasecretary kubasa saka iwewe wotondilumisa.

16:14, 2014/3/1 – You: Tanga tiine office padesk ipapo ndakafenda pandakaona zinhu ravo and I bled ndikazadza mapepa ropa kubva ipapo ndanga ndava kuvatsvaka, he was now booking hotels iweka tichinoita quality time, zvevakadzi vanogona

16:14, 2014/3/1 – You: Inini ndaingoitwa ndakarara shamwari nokuti ndaifunga kuti chinhu chavo hachikwani

*16:16, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Oh chinokwana and vanogona imi and u feel u a in high places*

16:17, 2014/3/1 – You: Hauna kubleeder here nhai Josie ini that was my problem

*16:18, 2014/3/1 – Josie WekuUz: B@ mazuva avaenda taive tambomira coz ndaienda ndoga kuchikoro and pple like mamothers vaiti ndinganohura so pakaoma*

*16:19, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Pekutanga ndakatotsemuka b@ zvakazopera nekujaira.ko nhumbu asikana?*

16:21, 2014/3/1 – You: Pavakaita newe vaitundira mukati here ini he would make sure that ndaclimaxer but vanga vasingatundiri mandiri vaizodana vamwe ndofunga ndimo mavaizotundira

16:22, 2014/3/1 – You: Takamboita takawanda tiri about 5 kukadoma iwe ndipo pandakaona kuti that man is massive because vaitirotater tese and tichichemerera tese and ivo kana kutundunda

16:23, 2014/3/1 – You: Taipedza about 5 hours tirimo

*16:24, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Havatundiri mandiri b@ m jst scared so ndakanoiswa jadelle b@ he wasnt happy about it.*

*16:27, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Ini handisati ndavajaira & barika rinondinetsa so tinongoita tiri two.imi rimwe day ndakamboswera navo kuchisipiti*

16:26, 2014/3/1 – You: Ko karumour kekuti vakarara nablessing nashifra how far true is it

16:27, 2014/3/1 – You: -kkkkk makaswera uchingoitwa chete? Hauna kubuda worwara here

*16:32, 2014/3/1 – Josie WekuUz: No inhema coz BG aitove mhandara.imi takaita zvose ndakavastrippira imi takanakidzwa b@ ndakabuda ndisisagone makumbo aya zvaaiita and kuchipisa hey unozonzwa kuneta wabuda b@ urimo munenge muchingofendesana chete*

16:35, 2014/3/1 – You: Isu takamborova ma all night hedu

16:35, 2014/3/1 – You: You made me miss him more sexually

16:35, 2014/3/1 – You: He knows what to do on a woman

16:36, 2014/3/1 – You: Aand vane simba shamwari can you imagine vanorara nemadzimai avo vobetsera church vose saka vari burden bearer

16:37, 2014/3/1 – You: Munhu ane experience, gwendere is unthankful aitadza madzimai matatu obetserwa nafather ikozvino ovapandukira otherwise vangadai vakahura ozadzwa chirwere

16:38, 2014/3/1 – You: Unoziva kuti mabrother haambozvioni kuti apostle vanotichengetedza

*16:42, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Ini nyangwe ndikaroorwa ndinotoramba ndichidzoka coz handifunge kt br vangu vachandigona.coz i believe vanongoti ite vototunda b@ nt nedhara redu*

16:44, 2014/3/1 – You: Iye dhara redu rinogona shaaa takapiwa namwari he helps vazhinji, ndosaka tichiramba tichidzoka nokuti basa ravo vanobata, handisati ndakamboona murume ane mb:::o yakakura kudaro uye muridzi wayo ogona kuishandisa. Handisati ndakamboona yakawa inogara yakacharger

16:45, 2014/3/1 – You: Ndiko kuti murume ndiko kuti apostle vagoni vebasa

*16:50, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Koo pamurume apa havana kukuvhunzai nezvehumhandara here?*

16:52, 2014/3/1 – You: Iiii sister brother havana kumbozviona kuti handisi mhandara because Pastor gave me mushonga wekugeza nayo zvekuti ndakadzora zasi and ndakableeder wedding night yangu

16:53, 2014/3/1 – You: Mai tito vanayo mishonga yacho you can also ask vanaRunya vaishandisa because kana waiswa nababa vaya kunotoshama chete

*16:57, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Saka vari right coz ndakambovavhunza kt ko kumrume ndozoti chii?vakati dont worry tinoona zvekuita so m covered*

*16:58, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Iiii those galz handina kuvajaira kutaura navo nyaya idzi coz baba havatombozvidi*

16:58, 2014/3/1 – You: Even vana mai hokonya vanayo mishonga i also used mupfura

16:59, 2014/3/1 – You: Hazvinetsi nokuti mabrother haazive zvakawanda imi

17:00, 2014/3/1 – You: Ini kana ndauya ndonyatsoudza brother kuti ndichambonomhorosa Apostle ndopedza 1 hr ndichimboitwa welcome vachibata mabum eSA nokunakirwa nasecretary wavo
17:00, 2014/3/1 – You: Hamuna kumbondiona here vasikana ndichibudamo mubedroom

*17:07, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Handina Ini kwangu kucheese uko handiwanzokutambire ndinonyara.kkkk asikana manje mukabvako nabamfana hamuzoiti semuri kubaiwa nekamuti here?*

17:08, 2014/3/1 – You: Kkkk ndinofaker ndoita sokuti ndiri kunakirwa ndichiziva basa rabatwa nemuApostle mugoni webasa

17:08, 2014/3/1 – You: Iwe wakatanga kurariwa gore rino here or last year

17:09, 2014/3/1 – You: Last time mirriam airamba kurarwa akazorarwa here

*17:13, 2014/3/1 – Josie WekuUz: 2013 kunanaMay.Akaramba and akanzi hauroorwi so shz stressed coz vakura asi vakapusa coz unombofara kukavhira kana wazoroorwa*

17:16, 2014/3/1 – You: Akapusa ndakambomuudzawo kuti hapana chaunobva vanongopinza vobudisa monakirwa mese

17:17, 2014/3/1 – You: But nhai Josie i heard kuti madzimai avo havanyanyi kurara navo vanogara vari panzara

17:17, 2014/3/1 – You: Because ndofunga vashama Apostle vanoda vachiri intact.

17:18, 2014/3/1 – You: Ko Patie akazoenda here kunahwerekwere tichaona

17:18, 2014/3/1 – You: Uye charity ari mucourtship here

*17:24, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Vakapusa vari panzara sure.no akaita nharo kuna baba achiti anoda Vanehowa and vari kupengesana.charie haasi b@ akavatiwawo hanti coz ndakanzwa vachitaura naShiela kt dai zvachiita coz havangaitirwe pasina*

17:27, 2014/3/1 – You: Chete wanga usati watendeuka, charity akatanga kurarwa 2008 akabata nhumbu 2009 akaibvisa.

17:28, 2014/3/1 – You: Akararirwa brother patrick ndosaka ari very angry ararwa akavanyimwa, akmboonda

*17:32, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Asi vaida kumuroora? Ini ndichatotrier kuvafadza coz ndotya kurwadziswa ndopaunozopanduka*

17:33, 2014/3/1 – You: Kwete vanga vasingadi kumuroora because ihama yavo but apostle vanorara nemusikana wese and unofanira kuvafadza vanokurongera good marriage

17:34, 2014/3/1 – You: Iwe wakati hausati wambotundirwa mukati i think charity was too tight saka vakamutundira i think nemistake

17:35, 2014/3/1 – You: Ko mainini Eversy vakadzokerana here nabrother Felle

*17:38, 2014/3/1 – Josie WekuUz: No havasati vanongorwarirana.eish pandakaiswa jadelle vave kutundira asi zvinosemusa ko makamboidya here?*

17:40, 2014/3/1 – You: Obvious sis ndakaidya and vakayiisa mumuromo wangu munozara mese

17:42, 2014/3/1 – You: Ini vanofarira kundiita dogstyle vachichiva magaro angu vanoridza mhere murume mukuru

17:43, 2014/3/1 – You: Ko i heard serah nagainmore vari mucourtship here

17:44, 2014/3/1 – You: Kana serah akamupiwa akavafadza because aida gainmore and akakwirwa serah for that boy

*17:45, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Not yet hameno akaudza Gainmore kt Sarah akavatiwa so zviri kunetsa coz mdhara wacho akazvinzwa*

17:47, 2014/3/1 – You: Vachuma vakazvinzwa vakati chii? Vanoziva here kuti Tsitsi akakwirwa futi manje uya akambobuda achidhunya akabuda bvudzi rakabvanyanguka

17:48, 2014/3/1 – You: Apostle vanokwira hama dzangu hauna kumboona here kuti tsitsi anga ava kungogara pamalbra achida kukwirwa

*17:53, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Hanzi vakatsamwa vakamboda kujoiner vanaGwee b@ vakazotendeuka.after nyaya idzodzo haachauye b@ aitoita nekutiza kuchikoro*

17:54, 2014/3/1 – You: Hey aitotiza kuchikoro achiuya kuzorarwa naApostle.

17:55, 2014/3/1 – You: Ko chene arisei, ari kupi

17:55, 2014/3/1 – You: Shamwari unoziva here kuti vanaMai mimi vakararwa vakarambiwa

17:57, 2014/3/1 – You: Ichokwadi here kuti brother Mpofu vakambobvisa mari imwe ikabva kuUK kuti Apostle vabude, i heard kwakaraiziwa 130k but mamagistrate akaramba

*17:59, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Ari kwaVaChuma. Nyaya iyoyo yakataurwa mucourt.and mabr anenge ave kuziva coz vave kungobookisa vana vavo Zoe.Kombo,vana vauncle nanaZin*

*18:01, 2014/3/1 – Josie WekuUz: It is true vanhu vacho vakaoma and nyaya iyi ine vanhu vakawanda mkati pamwe vakatya*

18:06, 2014/3/1 – You: Dai mwari vatirwira pahondo iyi shamwari ini hangu i need apostle kuitira kupota ndichirarwa kuvhara magap abrother and i think every sister anodawo same same because i cant imagine kutozochembera ndisingararwi

*18:09, 2014/3/1 – Josie WekuUz: U a right b@ nezuro pazvakaramba zvebail hanzi vakati Mwari vari kuda kuratidza simba ravo pamberi apo.so zvinoita coz murume uya ndizvo and sorry kune vanovasungisa coz vachazovashuva saanaGrace naLinda*

18:12, 2014/3/1 – You: Uri kudzima handi

18:13, 2014/3/1 – You: Ko unoziva here kuti mai kadzirange ndimagistrate havakwanise here kutaura ivo naHoseah mujaya kuitira kuti judgement igadziriswe

18:15, 2014/3/1 – You: Then brother Paul mupurisa havagoni here kuita influence, ndiprosecutor ka vaya

*18:18, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Eish i think they tried b@ Mai Mjuru is involved and ndokusaka Mjaya akaisa judgement kure kt vanhu vamborivara.*

18:22, 2014/3/1 – You: Unoziva here kuti maprison guards can be paid kubudisa munhu usiku

18:23, 2014/3/1 – You: They can makeApostle escape vobva vauya kuno kuSA nekukurumidza ndombozonakirwa zvangu
*18:25, 2014/3/1 – Josie WekuUz: Kkkkkkk munovengwa nevakadzi vavo*

18:25, 2014/3/1 – You: Kkkk

*18:26, 2014/3/1 – Josie WekuUz: But vakati ivo God will fight for us b@ he was sayn vakabuda vachamboenda out so u might b lucky.shaz mother vauya ragai timboita prayer

18:32, 2014/3/1 – You: Tiri tese

*19:31, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Hie tapedza b@ pray 4 Apostle zvanzi hz catching a flue*

20:31, 2014/3/1 – You: Sure praying for him

20:32, 2014/3/1 – You: Maconditions emujere haana kumira mushe

20:32, 2014/3/1 – You: Who was leading the prayer

*20:36, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Mother was b@ pane arota vachirwara zvekubvumirwa kuenda kuhospital so i was thinking kt zvikadaro vanogona kubva vatiza*

*20:36, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Mother,mai zane and mai kombo ndivo vanoitisa*

20:37, 2014/3/1 – You: Ndichaita ndichidelayer bbagareth vari kuda kuenda kubasa

20:38, 2014/3/1 – You: He can run away zvekuhospital you are right

20:38, 2014/3/1 – You: Haanzi mhoyoi nagareth

20:39, 2014/3/1 – You: Ati muri kutaura nani mhamha

20:39, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Ok sis

20:40, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Kkk tell him m fine and wish to c him soon

21:05, 2014/3/1 – You: Daddy vaenda kubasa

21:06, 2014/3/1 – You: I am home alone

21:07, 2014/3/1 – You: Ndiani api paduty nhasi

21:08, 2014/3/1 – You: Maloku ari sei namoses

*21:17, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Vari right zvavo muchiti ndinomboziva here mazuva ano ini nasr Thembi tinobika everyday panze coz ndisu toga masr akasara pamalborough*

21:19, 2014/3/1 – You: Hoo ko vamwe vese vakaendepi

21:20, 2014/3/1 – You: Ko percy sharai patie,

*21:23, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Vari mudzimba dzaapostle nedzemapastor pakaita nyaya yeabuse so they had to get rid of everyone.percy aripo b@ going to skul then sharai is kuridgemont,patie akamboenda kukadoma b@ akadzoka coz of courtship*

21:24, 2014/3/1 – You: Hapana here vamwe vanhu vanokwanisa kureporter because ini handichatrusti vamwe vasikana

21:24, 2014/3/1 – You: Of all the people Hazvy shocked me she appeared very innocent

*21:26, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Hapana aripo b@ munoziva chii mucourt takanzwirira so unozvinyadzisa woga*

*21:27, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Zvanzi namai sakala vakandiraper vakagara pasofa ndokubva ndakava kava makumbo chinhu chavo chichinyatsopinda*

21:28, 2014/3/1 – You: Yamai sakala yakaitika here zveshuwa

*21:29, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Ipapo handizive b@ padefence vakairamba*

21:32, 2014/3/1 – You: Munenge mainakidza mucourt

21:32, 2014/3/1 – You: Ko yaprecious how far

*21:34, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Zvekuti hanzi vaingondishevedza kubedroom vondibata pandaiscreamer vakadzi vacho vaiseka nekukwidza volume yetv*

21:36, 2014/3/1 – You: Saka uncle havasi kurara nevamwe masister here ipapo

21:37, 2014/3/1 – You: Shamwari unoziva ndakavhunduka paman*de pictures paya i thought achabuda munewspaper

21:37, 2014/3/1 – You: I heard kuti ndaivapowo

*21:38, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Oh no vanongorara nasr aby.oh paye paityisa pakapindira Mwari sure*

21:38, 2014/3/1 – You: Imi makambotorwawo here mavideo

21:39, 2014/3/1 – You: Kune mavideo edu aivako havana kumbokutaridzai here

*21:43, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: No ini maybe vachiri kundinyengerera coz ndichiri mutsva vakangondiratidza imwe pono takaita zvaivemo*

21:44, 2014/3/1 – You: Yanga yakamira sei i wanna see kuti ndiyo here yavanonyatsofarira

21:45, 2014/3/1 – You: Mukadzi achidya chinhu chavo

21:45, 2014/3/1 – You: Sis musabvunze munhu ndakambonzwa kuti father vakapfekera sis Abby condom

*21:47, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Ehe hameno kuti ndiyo here mkadzi iyeye achitundirwa mumuromo*

*21:49, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Ehe ndakamboinzwa iii yakandityisa zvekuti kucourt pavakanzi vaende for matests hana yangu yaive mumaoko*

21:53, 2014/3/1 – You: Inenge yechokwadi yaAbby because Apostle vaichiva sister abby nekunaka kwavo, but vakatogona vakapfeka condom

21:54, 2014/3/1 – You: But yamaLoku ndeyechokwadi iye ndoiziva pakuti vanorara naye

21:54, 2014/3/1 – You: Even before she married mozi

*21:56, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: So i heard yamaloku iyi asi anoramba kurara naMozi*

21:56, 2014/3/1 – You: Hoo anoramba hanzi chii

21:56, 2014/3/1 – You: Asi mozi haagoni

*21:57, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Maybe coz anongocomplaina kuti nyasha ari kundinyima*

21:58, 2014/3/1 – You: Kkk ko nhai Josie ipawo mwana wafather

*21:59, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkk baba nemwana kana shamwari*

22:02, 2014/3/1 – You: Vane property dzakafanana

22:02, 2014/3/1 – You: YaMozi ndakamboiwona

22:03, 2014/3/1 – You: VanaMother havasi kukwirwa nemabodyguards here

22:03, 2014/3/1 – You: I know givious anoda zvinhu

*22:05, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Oh anozvida b@ mamothers haaite izvozvo coz everyday vanonoona murume and vanoreverana saka hapana anoita misikanzwa*

22:06, 2014/3/1 – You: -kkk i heard givious ava kudya zvamai Jose
*22:11, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkkkk ehe vave kugara vose kumabvuku*

22:11, 2014/3/1 – You: Kumabvuku kumba kwani nhaiwe

*22:12, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Imba yababa vanosheya navakanyama*

22:14, 2014/3/1 – You: Ko iwe brother Gari hauvadi here

22:14, 2014/3/1 – You: Just thought of him now

22:15, 2014/3/1 – You: Also brother honoured vari sei

*22:16, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Yeah i dont mind him b@ i heard kt ndevarumbi dabwara*

*22:16, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Vachitwo ava handisati ndanyatsovatarisisa*

22:16, 2014/3/1 – You: Hooo Rumbie ndewepabarika ifirst born baba vake takavapa ngavape kushumiro

22:17, 2014/3/1 – You: Rumbi haachaiti kujaya heard akabvisa nhumbu kunze akashandisa mupfura wandakashandisa

*22:20, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Hameno vanehowa vakapiwa patie so hameno kt zvichaita seyi.saka ichokwadi nyaya yenhumbu saka apostle vakamuti chii?*

22:21, 2014/3/1 – You: Vakamupromiser kuti anoenda kuUK but hameno kuti kunani

22:21, 2014/3/1 – You: Ndeyechokwadi

22:21, 2014/3/1 – You: Asikana ndava nehope Ariel ari kunetsa

22:23, 2014/3/1 – You: Totaura mangwana

22:24, 2014/3/1 – You: Keep me updated

22:24, 2014/3/1 – You: Please

*22:27, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: Ok sis goodnite*

22:28, 2014/3/1 – +263 73 748 ****: image

22:28, 2014/3/1 – You: Lala kuhle

16:35, 2014/4/1 – You: Maswera sei asikana murandakadziwashe

*17:06, 2014/4/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkkk hevoyi sisi zviri ceyi?m sorry we were in prayer paweekend tinoita maskati*

17:07, 2014/4/1 – You: Iniwo ndanga ndakaneta vasikana

17:08, 2014/4/1 – You: Ndinobikira vanhu vakawanda

17:08, 2014/4/1 – You: Nokugezesa vakawanda

17:08, 2014/4/1 – You: Kuri sei ikoko

*17:25, 2014/4/1 – +263 73 748 ****: Ok ndivanaani ivavo?ini ndave pamoto again*

17:30, 2014/4/1 – You: Ndina bhudhi vangu vauya nemudzimai wavo nemwana one then my usual burden

17:30, 2014/4/1 – You: Muri kufuraya chii nhasi

*17:32, 2014/4/1 – +263 73 748 ****: Eish sorry tine chicken as usual baba havapo and br cosy vari kuchengeta huku kufarm so ndodziri kutiraramisa*

17:51, 2014/4/1 – You: Hoo kumaenga kunani? Kwakarimiwa here uye kumine kuri kuitwa Gold here

21:02, 2014/4/1 – You: Marara here sis

21:36, 2014/4/1 – You: Hello

21:46, 2014/4/1 – You: Asikana musarara musina kundupdater

7:22, 2014/5/1 – You: Morning sis

*7:28, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Good morning my sweet sister m sorry nezuro i had to plait mai Makaza's hair apa short weave and ndakatanga kuma9 after duty so it was very late lets hope u 4gv me nwy hw a u*

7:28, 2014/5/1 – You: Sekuru Joe vakanditumira message nezuro kuti hanzi kumalbra kuri kufariiwa maiiteiko

7:29, 2014/5/1 – You: Ndamuka sweet babe girl

*7:36, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: M not sure kumabrother b@ kwedu taifarira article iri patwitter yekuti Gumbura is 100% innocent.so kwaive kusina magetsi so mamothers avive pamoto so chainyanyosetsa ndechokuti baba vakauya musi wa8 ndiani anotanga so munhu wose aingoti iiii ngakuende zvako mumwe ndinganofa.*

7:37, 2014/5/1 – You: Kkkkk vanotanga kuno kwandiri

7:38, 2014/5/1 – You: Inini ndiri shock absorber

7:*39, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkkk yeah munoabsorber nebum koo makariwana seiko coz ini kuonda kani askana*

7:41, 2014/5/1 – You: Kkk imwa maApetito then superApetai unotoita bum chete

7:41, 2014/5/1 – You: Ndakaiwona article iyoyo kuzim eye

7:42, 2014/5/1 – You: Kana wanwa unorara nedumbu usaita chitumbu but anoita

*7:44, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: image*

*7:44, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Ok ndichaitsvaga coz ndinenge ndichitoda kuita sendinononga*

7:46, 2014/5/1 – You: Nezuro babamfaana vanga vakapenga shaaa vakandiswededza panosvika Apostle asi vakabva vapera nekuneta kurara kuita kamwana

7:47, 2014/5/1 – You: Uchaita seunonhonga hako

*7:50, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkkkk inga zvenyu isu mazuva ano tiri kuzvionera kuhope. Yeah ndichatrier kuvagadzirirawo bum kuti zvinyatsoita*

7:51, 2014/5/1 – You: Unoona zvakaita Tondo ndizvo zvavanoda

*7:52, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Ko super Apetai ikoko anowanikwa here muzondivigirawo handimazive*

7:51, 2014/5/1 – You: And Tondo anogona ndiye anodzidzisa vakawanda ndosaka achigara arimo

7:53, 2014/5/1 – You: Super Apetai inowanikwa kugulf

*7:54, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Sure ane zvinhu zvake and vanopenga naye hamusati mambonzwa papulpit vachiti naTondo unoridza mhere wapedza wonwa drink*

*7:55, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Ok ndichaitsvaga imo mumavendor aya here?*

7:55, 2014/5/1 – You: Kkkkk ndozviziva kuti Tondo ishasha vachakutaridza video ina Tondo achiita basa then mai tito isu takazosimbisa saka movement ishoma

7:56, 2014/5/1 – You: Ehe anowanikwa pavakadxi mavendor nemacream ekuzora

7:58, 2014/5/1 – You: Yekuridza mhere ndakangozinzwa iyo

7:59, 2014/5/1 – You: Unoziva Tondo anoshandisa mushonga wekupfeka anopiwa namai kalinda

8:00, 2014/5/1 – You: But iwe usapfeka mushonga be yourself
*8:02, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Munoziva chii ndine problem yekuvatya nekuvanyara zvekuti lets say taita nhasi ndinopedza time ndichivatiza.zvemishonga zvinotyisa izvi paunozoushaya kana kumira pane nyaya*

8:02, 2014/5/1 – You: Chaunotya chii? Kunyara i understand

*8:07, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Handizivi mufunge like sometimes pavanondihuger paye ndinenge ndichifa zvangu nekudedera.Kuzoti tave muchurch maihwe zvangu pandinonoimba ndinenge ndakashama zvangu.also ko vakandirasisa like Lolo anonzi anodanana nemumwe mdhara kubasa kwake then Addy is very bitter aisada barika and izvozvi haana murume.*

*8:10, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Mazuva ano maBr ave kuda vana vababa isu zvave zvamasanga coz vanoti tinovatiwa*

8:13, 2014/5/1 – You: YaLolo akabvisa nhumbu two and anga ari mucourtship nabrother Tichaona. Lolo ihama yangu usataurira munhu

8:13, 2014/5/1 – You: Saka she is very bitter

*8:15, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Manje ini ndinotya kurwadziswa saka ndakaisa jadelle*

8:16, 2014/5/1 – You: Ini vakandiisisa implant paarm nditori married pandakasara kuzim just imagine

8:16, 2014/5/1 – You: Vachida kutundira mandiri baba gareth vari kuSA

8:17, 2014/5/1 – You: Ingorarwa asi usaisa moyo wako ipapo

8:17, 2014/5/1 – You: Nakirwa zvopera izvo

8:17, 2014/5/1 – You: Ko Thembi anomboti kudii

*8:20, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Iii hatina kujairana kusvika ipapo b@ hanti akararirwa Cosy ndobva aendeswa kuna Alerta*

8:21, 2014/5/1 – You: Yes akararwa Cosy i know, ini ndakararirwa iyeye brighton wandakawana iyeye saka i am ok ndosaka ndati imi udzwai munhu wamuri kurarirwa

8:21, 2014/5/1 – You: Budiranai pachena

8:23, 2014/5/1 – You: Ini he had to delay my wedding neone vachida kudya makumbo angu chete in that year 2006 ndakararwa ndikazvirega ndipo ndakatanga mabum ipapo and ndakashama zasi

*8:26, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Ini ndinoda jaya and ndaisave mhandara saka vanhu vakadaro vanoitwa seyi?hey saka makaona moto kuadjusta into injoying ur hubby hanti*

8:27, 2014/5/1 – You: Munyika manga mafamba zvakadii vasikana? Munoriwana jaya taurai nhai yabrother Gari tizogara tese kuno

8:28, 2014/5/1 – You: Ini ndakaita chibata bata towards wedding but zvakatoita

8:28, 2014/5/1 – You: Ko kidznet iya vanachipo nanaSama vakatokwirwa here

*8:39, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Havasati vanamai vacho vakaudza vana zvisizvo saka vakabatana kutuka baba vachitoti ngaabate one wedu chete anozviona Imi ndaidanana nemumwe ainzi Malvin aive akapenga sis and akandidzdzsa mastyles akawanda oh we were so much in love.Then naEphraim takatanga kudanana 4m 3 ndiye akatora humhandara hwangu.aisanyatsogona saka ndakazodanana naMalvin paholiday ye4m 6 maihwe aikwira chokwadi zvekuti dai kusiri kunamata pamwe aindiroora.i remember rimwe day ndakati ndichibva kukwirwa naMalvin.Ephraim ndobva auya kubva kuBeitbridge apa taisorara tose paanouya so musi iwoyo aiita sekamuti zvekuti ndainyepera kunakirwa.*

8:46, 2014/5/1 – You: Kkkk

8:46, 2014/5/1 – You: Wandinakidza

8:47, 2014/5/1 – You: To be continued daddy vamuka vanoda tione dvd raApostle

8:48, 2014/5/1 – +263 73 748 ****: Amen sis njoy fungai zvomweya kwete——–

7:32, 2014/6/1 – You: Morning magirls

*8:54, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Good morning sis ko vari sei vana*

10:16, 2014/6/1 – You: Morning my kids are a blessing; sorry kusabatika mongoiziva nyaya yacho kuti vana ndoti murume they all need me

10:16, 2014/6/1 – You: Pari sei pamusha wedu and how is everyone

*10:19, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Kkkkk inga zvenyu mune murume wenyu askana inyashaka idzi.pari bho tave kutya Wednesday*

10:27, 2014/6/1 – You: Musatya vasikana lets put our trust In The Lord

10:27, 2014/6/1 – You: Kuva nemurume inyasha asi ndakamushandirawo

10:28, 2014/6/1 – You: Secret kusatsamwisa mwari pakati pedu

*10:30, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkk ndoda kutoitawo effort.ko does he like it kuti like unovatangawo sokuti u want him vanozvifarira here kana kt ndivo vanofanira kungokutanga*

10:33, 2014/6/1 – You: Yes thats the thing; unofanira kuvaseducer. Unovatumira mamessages ekusuggesta vanotozvida

10:34, 2014/6/1 – You: But pane two dangers ipapo he may be two addicted newe zvekuti unodelayer marriage vachidya zvinhu or vanongoti uchichata first month wotodzoka kwavari

10:35, 2014/6/1 – You: Ukasatanga vanokukangamwa zvekuti marriage yako vanoikangamwa

*10:43, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Wow thanx God leads his children along regai ndichatoenda mutown ndinotenga tuhembe turi sexy i want to surprise him vanowanzofarira kutanga kuitwa seyi?*

10:46, 2014/6/1 – You: Unofanira kuti every morning wotumira kamessage kari sexy then Manheru woti come and enjoy i have cooked between my legs, such messages

10:47, 2014/6/1 – You: Ini ndaiva nemisikanzwa manje u know kusvika vakati gore rese tichifara

10:47, 2014/6/1 – You: Paunosangana navo usavanyara varedze nemaziso

10:48, 2014/6/1 – You: Then pamunorara suggest some styles for him
10:48, 2014/6/1 – You: Iwe vaikukwira nemastyles api?

*10:50, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Dog style then ndakaita 180 degrees then vakandigadzika pamsoro pavo*

10:51, 2014/6/1 – You: Ko missionary

10:54, 2014/6/1 – You: Yadoggie vanoida zvisingaiti

*10:56, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Hatisati as i said handina kusununguka ndinonyara nekutya and i dont show him kt m intrested in him coz i thot nyaya ndeyekungokwirwa chete so this time i will change*

*10:56, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Ko missionary ndeyechii?*

10:57, 2014/6/1 – You: Missionary ndiyo iri usual yekuti iwe wakarara ivo vari pamusoro

10:57, 2014/6/1 – You: The most common one

10:58, 2014/6/1 – You: Reku aripo here ipapo uye nyaya yake inopinda riini

*11:00, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Ok iyo inonetesa coz unofanira kukoira uchivapepeta.aripo zvake yakaiswa muna March then yemamothers iriko mangwana*

11:01, 2014/6/1 – You: Hainetsi mhani, unofanira kuti vakutaridze mavideo atondo achiita.

11:02, 2014/6/1 – You: Vari sei Zuri naNdamuka

*11:08, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Ok my sis.vari bhoo zvavo and vari kukura izvozvi vaenda kunoona baba*

11:10, 2014/6/1 – You: Vanoenda this early? Wakapedzisira kuendako riini

*11:13, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Yeap from 9 zvinenge zvave kuita PaXmas ihondo kuenda manje handizifariri ini*

11:13, 2014/6/1 – You: Sei iri hondo nhaiwe

11:13, 2014/6/1 – You: Ko mabrother aripo pamalbra ndivana ani

11:13, 2014/6/1 – You: Havana kwekuenda asi

*11:15, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Panoenda mota two chete so mamothers anenge achda kuenda always*

*11:16, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Mabr aripo haana kumbobviswa coz havaabusiwe*

11:17, 2014/6/1 – You: Saka munovabikira futi imimi

11:18, 2014/6/1 – You: Tarisaka nhai josie uwone waungada ipapo

11:19, 2014/6/1 – You: Munovhura riini kuchikoro

*11:23, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Sis ndakambomira coz vakasungwa vasati vapedza kundibhadharira fees so ndichazodzokera munaSept.mabr acho anodhuva hurombo kani.asi br gari ndichatrier*

11:25, 2014/6/1 – You: Yes br Gari is doing well he got a well paying job recently. So you were delayed negore rese, ko esther anombocommunicator here

*11:28, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: No hapana waanotaura naye.ko nhayi sis nyaya yanaGrace iyi haiite kt baba vachinje here?*

11:29, 2014/6/1 – You: Kuchinja how nhai sis?

*11:31, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Kt he wont want us coz Grace akavarwadzisa*

11:33, 2014/6/1 – You: Not exactly because if he is acquitted he will see no reason to stop sexing everyone but if he is convicted he may think twice. Imi asikana munoiwona sei nyaya iyi, is God on our side or not

*11:37, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: God is on our side and zvinofamba b@ vakaudza mai Kim kt ndadzidza hupenyu and muchandiona ndabuda.so lets hope havatirasise*

11:38, 2014/6/1 – You: Hoo hanzi ndadzidza

11:38, 2014/6/1 – You: Mai Kim vaiwanzoti nhai baba shifra hamusi kunganganisa here

11:39, 2014/6/1 – You: Ivo voti musanditonga

11:39, 2014/6/1 – You: Ssaka hameno asi vakatadza kukwira vamwe vese ini ngavakwire

*11:42, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkk kuti vangatirega.kana zvakadaro ini ndingatonovashamira vanotondikwira chete*

11:42, 2014/6/1 – You: Kkk becz vakatijaidza

*11:44, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Kkkkkk do u no that sayn yekt mkadzi anonetsa kutanga asi akangonakirwa chete haachada kukusiya*

11:45, 2014/6/1 – You: Yes i know it

11:45, 2014/6/1 – You: Ndosaka handidi kuvasiya

11:46, 2014/6/1 – You: Ko kim ari kunodzidza kupi

11:48, 2014/6/1 – You: Vana Pastor chuma vanombouya here ipapo

*11:49, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Imi pane nyaya pavana apa havana kupedza kubhadharirwa fees so handizivi kt zvichaitwa seyi?yes vanouya and manje manje vakatouya nemombe kubva kuShurugwi 4 relish pano*

11:50, 2014/6/1 – You: Vaita havo tinotenda saka muri kudya zviri right

11:50, 2014/6/1 – You: Ko mari iya yakanga yaunganidzwa kubhadhar majudge yakaiswa kupi

11:51, 2014/6/1 – You: Cant it used kubhadhara chikoro

*11:53, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Maybe b@ zvikwereti zvacho zvakawanda coz bus riya rakatorwa nalawyer.handizivi kt chii chiri kurongwa*

11:54, 2014/6/1 – You: Bhazi reRed riya? Lawyer anga asina kupiwa mari here

11:54, 2014/6/1 – You: Ko mota dzichiripo hadzo

11:55, 2014/6/1 – You: Asi lawyer ari kuda kuronga najudgez, akaritora riini

*11:57, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Handinyatsozivi chakanyatsoitika but benz yamother yakatengeswa futi*

11:59, 2014/6/1 – You: Asi Rekai nasaudombe ndevesame law firm here.

11:59, 2014/6/1 – You: Kana kuti umwe neumwe aida mari yake

*12:01, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Umwe neumwe anoda yake pakaoma kani*

12:02, 2014/6/1 – You: Saka vanombouya ipapo malawyer

12:03, 2014/6/1 – You: Saka which cars are going kunafather

*12:04, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Yes vanouya w@ do u mn 2*

12:04, 2014/6/1 – You: Handi mati panoenda mota two kunoona apostle

*12:05, 2014/6/1 – +263 73 748 ****: Ok yaMel neyaMai Zane*


Source - MyZimbabwe
More on: #Gumbura