Latest News Editor's Choice


Opinion / Columnist

'The evil we are fighting is much powerful than fighting the devil himself'

by Unknown
05 Jul 2016 at 06:44hrs | Views
GREETINGS FELLOW ZIMBABWEANS!

It is important to note that the evil we are fighting is much powerful than fighting the devil himself.

Chaakudiwa kuchinja the strategies we use when engaging the Zanu-Pf machinery. Let us not engage them directly, let us not do sit-ins, no more peaceful protests, hazvichatibatsire guys izvozvi.

This is a message to all opposition parties and the general citizens who are fed up of this government.

UNITY IS KEY

Ngatibataneyi tiite pamwe chete haisi hondo yemunhu mumwe chete iyi.

Government ine mapurisa nemasoja zvekuti tikada kuvarwisa directly nematombo chete hatina chatinowana, nekuti mapurisa nemasoja have shown loyalty to the corrupt government nekuti vari kudyawo ipapo.

Isusu tisu tiri kumama nenhamo so here is the way to go,...

Let us sabotage and burn down all government property and vehicles chero zvatakwanisa. Let us go the guerrilla mode and attack, violence is the only way they understand because tikaita a peaceful protest vanounza mapurisa nemasoja kuzotimamisa so nesuwo ngatichidarowo

Pawaona mota yemapurisa yakamira pisa, baya mavhiri, pwanya mahwindo asi please avoid kubatwa, we cannot afford to lose anyone.

Government buildings let us destroy them, dzimba dzembavha ma-minister ngadzitsve mota dzavo ngadzitemwe pese pavari.

Ndiwo mabvisiro atakaita the Rhodesians, ndiwo mabvisiro atichaita imbwa idzi. Choppies ngaipiswe, any shop ine muridzi wayo muZanu PF akuba mari yedu ngaipiswe torova pasi!!

Asijiki!! Zvoda kubatana chete!!

Tajamuka!! Tajamuka!!

Police and army have shown they do not want to help the people as they should so they are our enemies!! Ngavamamiswa pese pavaonekwa nekuti imboko saMphoko!!

Imi takawanda kupfuura mapurisa nemasoja aya!! Tactic ndongarichinje chete!!

Mahwindi nemakombi driver tsikai mboko idzo pama-roadblock morova pasi!!

Asijiki!! Taneta nazvo!!

Kusvika vati sorry!!

Please forward this to all social media platforms and to your friends and relatives!!



Source - Unkown
All articles and letters published on Bulawayo24 have been independently written by members of Bulawayo24's community. The views of users published on Bulawayo24 are therefore their own and do not necessarily represent the views of Bulawayo24. Bulawayo24 editors also reserve the right to edit or delete any and all comments received.