Latest News Editor's Choice


News / International

‪Watch: ‎What Have I Done For My Country‬

by Diasporan
25 Jan 2016 at 10:44hrs | Views

Vanhu vauraya Zimbabwe, tisu vana veZimbabwe, vana vevu vakafundiswa, tikasveta upfumi whese tikatiza takanganwa kwatakabva. Tisu vanhu vanoda nyika dzevamwe kunge dzedu, kasi yedu nyika hativake. Tisu tinoda nyika dzanga dzakati phamba tichi kanganwa kuti huphumi wedu ndo waka vaka London neManchester.Ukandzwa muZimbabwean achibigger London kana New York, unombofunga kuti ndiye akaivaka, unombofunga kuti NY noyakamufundisa A E I O U, kasi yake nkiya yakamurera haayi tende, haayi vake chinhu.Tine madegree emuromo chete kasi chataita chacho nawo mapepa acho kuvaka munhu mutema kana nyika yedu hapana. Tongo taura zvatatenga mudiaspora: mota, dzimba nemacertificate kasi hapana chatasandura muhupenya wemunhu mutema: hativake ma factory, hativake manew apartments, hativake ma commercial business properties MuZim. Chingori maAvenues akavakwa nevarungu kare ndizvozvo. Ikozvino maflat mumaAvenue awora, akuda kudhona kasi tine maBentley muHarare......tinonzwa kuti vanhu vane maUS$60mil mumasafe munyika. Aripi maproperty developer acho emuHarare? Kana Mozambique yatotikunda. Hatitenge mamachini ekumanufacture, tinongo vaka zvinhu zvisina economic value addition, kasi tino zviiti takaoma......chii, nhai munhu mutema.Musandzwe ndichi taura kudai, ini ndini nhubhu yekutanga yacho, kasi ndafunga kuchinja, zvanyana. Kubvira nhasi, I'm going to start doing for my own country and hope someone will hear and join me.From today, I have stopped asking what my country has done for me, and I have started asking #WhatHaveIDoneForMyCountry? My country has done more than enough for me and I appreciate it so much. I am what I am today because of that awesome nation but I have taken and not sown back, it's time I did something to build and give back for the next generation. Nyadzi chaidzo dzaiita nditaure!!!!!

Posted by Rutendo Benson Matinyarare on Sunday, 24 January 2016


Source - Facebook
More on: #Diaspora