Latest News Editor's Choice


News / National

'You don't deserve to be Vice-President'

by Brian Chitemba
22 Nov 2015 at 07:52hrs | Views
Grace Mugabe shares a lighter moment with Nhowe high school student Munashe Nyabvure after she gave her a flower bouquet at a Zanu PF rally held at Murehwa Growth Point yesterday. Looking on is Mashonaland East Resident Minister Ambrose Mutinhiri and Zanu PF Secretary for security Cde Sydney Sekeram
President Mugabe appointed Vice-Presidents Emmerson Mnangagwa and Phelekezela Mphoko after assessing their capabilities and those looked over for the posts simply did not deserve them, First Lady Amai Grace Mugabe has said.

She also said the President would not impose his successor, and that only God chose a nation's leaders.

Addressing thousands of Zanu-PF supporters at a rally in Murehwa yesterday, Amai Mugabe said the President was satisfied that his two VP picks merited their positions in both Zanu-PF and Government.

She once again dismissed private media claims that she was eyeing a VP post at the ruling party's conference in Victoria Falls next month, saying her plate was already full with her duties as First Lady and Zanu-PF Women's League National Secretary.

"Zvigaro zvishoma, hazvikwane tese. Zvigaro zvinokwana vanhu vashoma. VaMugabe ndovanoappointa maVice-Presidents vachi shaye shaye vachitoshaya kuti vopa ani vachisiya ani, zvichitovanetsa.

"Apihwa iyeye ngatigutsikanei. Kana apihwa takumurwisa kuti apihwirwei. Iwewe wakawonekwa hauna kukodzera; akapihwa akawonekwa kuti anogona basa racho ipapo.

"Zvino ini ndinogutsikana nezvandiri. Iyi position yaSecretary for Women's Affairs yakaoma handidi kukunyeperai. Musangano kuti umire iyi wing yeWomen's League inofanira kushanda saka murikuona tiri kumiramira, hakurarwe; hakudyiwe sadza. 'Hatirare tichifunga kuti, 'Toitirei madzimai nemayouths emuZimbabwe?'"

She went on: "(Friday) kuMidlands, tanga tiri tese kuMberengwa naVice-President Mnangagwa and tikataura isusu ndikati, 'Veduwe, we don't want to confuse the electorate'.

"Pane vanhu varikufamba vachiuudza vanhu, the electorate, varikufamba vachiti taakuyenda kuConference kwakunochuzwa maleaders and Amai Mugabe vanoda kuita Vice-President.'

"And vamwe vacho vanondipa chepamusoro ndogopihwa hwuPresident. Ndikati, "Hekani waroo!" Ndikati hekani waro zvauya zvega kutyei … muchawona mangwana zvichabuda zvichinzi First Lady has confirmed she is now the President of Zimbabwe, mirai muone."

On the matter of divisive succession politics, she said: "Let me tell you, mugoti unopihwa anyerere. Ukashambadzira uchiita mapapiro kuti vanhu vakuone, ziva kuti vanhu havasi mafuza.

"Nekuti kune vanhu vakawanda varikuita factionalism mazuvano. Itai zvenyu. Magrass roots aya havasi marema. Take them for granted then uchadya zvawakarima. Usafunge kuti ukadyara tsenza unokohwa nyimo. Uchanokohwa zvawakadyara. Zvinonzi izvo ukadyara zvakashata pasi apa uchakohwawo zvakashata. Ndozvazvakanakira.

"Haungatarisire iwewe kuti unofamba uchiita sow seeds of despondency wogoti iwewe uchakohwa mufaro. Kwete. Zvinokupandukira mangwana. Nokuti hatione here zvakamboitika? Asi vamwe havadi kuona. Woti tikakutaurira isusu ana Amai Mugabe motipandikira, ndipandukire zvako asi uchazviona zvako nerimwe remazuva. Pauchandifunga nguva inenge yapera.

"Ingomira pachokwadi. Ukadaro hapana chinokunetsa. Haikona kuzviremedza nemaitiro ako asina kutsarukana.

"Shanda, ita basa. Vanhu vane maziso varikuona. Kana vachikuda iwewe, kana Mugabe akati inini ndaneta, Mugabe akati uyo munhu … Munoziva zvinoitika, zvinoita vanhu. Nyangwe Mugabe akaita zvenyasha zviya zvekuti uyu ndiye wenyu uyu, vanhu vachiziva kuti hauite basa vanokuramba pachena."

Amai Mugabe condemned those spreading lies that the forthcoming Zanu-PF Conference would see her appointed VP, further explaining that leaders were elected constitutionally.

"Conference iyi haineyi nekuelectwa kwema ma leaders ikozvinezvi, ndeyekutarira kuti basa ratakazvitarira raitwa here nekuti tinofanira kumeeta tichitarira kuti basa rakaitwa here, chete. Ndozvatiri kuyendera kuConference. PaCongress inoitwa every five years, takatoita isu gore rapera, izvezvi tirikungoyenda kuConference iya inoitwa every gore.

"PaCongress ndopanozo sarudzwa maleaders manyowani kana zvawonekwa kuti ahh vamwewo havasi kuita basa zvakanaka pachipinzwa vamwe zvichidaro zvichifamba, asi hazvisi zvekumanikidzira nekuti kazhinji paCongress ipapo ndopatino sarudza munhu wepamusoro saPresident Mugabe; ivo ndovanozoti mamwe mamembers apo apo.

"Ndoo democracy iri muparty medu iyoyo. Hatidi vano imposer. Vanozviita, you stop it! Party yedu ine gwara, ine discipline, vanoda kuti kanganisa ngativaudzei kuti kwete," said Amai Mugabe.

The First Lady questioned why people were suggesting that she wanted to be a VP yet the President appointed his deputies whom he works with well.

She went on, "Ndakati inini President vakachuza maVice-Presidents kuparty, maSecond Secretary varipo VaMphoko na VaMngangwa. Voenda futi kuhurumende vono chuza maVice-Presidents avo kuti imi ndimi vandirikuda kushanda nemi. Amai Mugabe vanopinda papi ipapa?

"Yes, ndinenge ndiri pamusoro apo saFirst Lady. Saka pandakataura ipapo ndikati inini ndinenge a novice mupolitics; ndinoda kudzidza kubva kwamuri VaSekeramayi. Hanzi, 'Ahh, vazokonfema manje kuti VaMnangagwa ndiboss wavo'…Ahh, makudhunya; ndokunyimai mupunga manje (laughing)."

Amai Mugabe fired a broadside at the private media for peddling falsehoods that she harboured Presidential ambitions.

"Even panobuda President munyika muno vakafamba zvinonzi 'heee, Amai Mugabe vava kutonga'. Asi pandinosara makambonzwa zvichinzi ndiri Acting President inini? Ko tinodarirei? Nhayi vana vangu, why do you do that, chii chakupindai, inzara here? Ingabva yanyanya kurwadza kudaro? Ngatiregei kudaro, ngatipanane respect. Inga ini handimbokutukai wani. Taurai zvandinenge ndataura, ndakataura kuti ndinotadza asi haikona kupota muchindinyepera, hazvina kunaka," said the First Lady.

She singled out a report in Saturday's NewsDay headlined "Grace paves way for Mnangagwa" as misleading. Amai Mugabe said, "Nezuro ndakati inini Vice-President is my Vice-President nekuti ndivo vanoshanda naPresident Mugabe. Yamuka nhasi mupepa, hanzi izvo 'Grace Mugabe paves way for Mnangagwa'. Imi hokoyo! Ndokudhuzha iwe (laughing).

"Saka apa manje ndakuda explanation: muri kuti Mugabe ava mugay here? Muri kuti Mnangagwa aakuuya kuzoita Amai Mugabe here kana mati ndakuita pave way for Mnangwagwa? Maakuti Mugabe akuroora Mnangagwa here imi? Ndozvamakutaura because handizvinzwisise ini nekuti nzvimbo yangu chete yandinonzi ndinobviswa kuchiiswa mumwe munhu ndeye mudzimai waMugabe ye huFirst Lady.

"Ngatitaureiwo zvinhu zvine musoro veduwee, tinoda kutengesa mapepa. Kana nesuwo tinogadzira mukaka tinogona kunyora zvinonakidza pamukaka iwoyo asi zvisingakanganise magariro evamwe vanhu."

Amai Mugabe handed over agro-equipment, tonnes of maize, rice, cooking oil, soap and other items to the people of Mashonaland East.

Present at the rally were several Government ministers and other officials, top Zanu-PF figures and traditional leaders.

Source - The Sunday Mail