Latest News Editor's Choice


News / National

Mujuru blasts media over graft reports - Audio

by Staff Reporter
10 Feb 2014 at 17:44hrs | Views


ACTING President Joice Mujuru, who was addressing the Zanu-PF Mashonaland West provincial women's conference in Chinhoyi on Saturday, said the graft cases should not be discussed in the media.

"Nditeererei madzimai, chandiri kukuudzai ndochinhu chekupedzisira," she said.
 
"Iyi nyaya yatiri kutaura iyi yehuori hwemaparastatals muchenjere kuti ndeimwe nzira yaunzwa nevanhu vari kuda kupwanya nyika ino iyi.

"Vari kuziva kuti chii chakabata nyika yeZimbabwe. They know what is done by our parastatals. They will go and talk to some of our people and do what is happening.

"Vanotaura kuti kana tabva kuZBC, toenda kuZESA, toenda kuZINWA. Regai kuzoti vanhu vacho havasi veZanu-PF, aiwa, zvinonzi kana usingagone kumukurira unomujoina, worova uchibva mukati make, saka mochenjera. Saka tiri kuti nyaya iri mumaoko mehofisi yaPresident."
The Acting President said the corruption cases were not the business of newspapers, saying the way the cases were being exposed raised eyebrows.

"Nyaya idzi hadzitongwe  mumanewspaper," she said. "Inyaya dzinonyatsogadzirwa magadzirirwo adzo, asi unozoona mamhanyisirwo adzinoitwa mumapaper wozvibvunza futi kuti haa saka vanotaura kuti inyaya dzekuda kupwanya hurumende nekupwanya musangano weZanu-PF zvechokwadi vari pamwe chete nevanhu vari kuita izvi,"''" she said

Mujuru accused people of wasting their time on useless issues and accused some Zanu-PF members of fighting from within to destroy Government programmes.

"Saka madzimai zvirikutidyira nguva yedu hazvina basa," she said. "Izvi zvekudyiwa kwemazimari, izvi zvatargeta maparastatals edu atiri kuchema kuti Zesa hatina maindustry, we want more Zesa iye zvino kunounzwa maproject.

"Regai nditi mabusiness ndanga ndajairawo semi, mabusiness ekuita masolar power, mahydro power unoona ichitora gore nemwedzi inoraudza ichingotaurwa, ichingotaurwa, nhai varume muri kumboziva here kuti pananamai vaneCaesar vari kufa magetsi adzima, muri kumboziva here kuti kune vana vari kufa vari pamaoxygen magetsi adzima nekushomeka kana maproject anobata vanhu pakupa mabasa, pakupa hupenyu. Handisi kuti tyorai mutemo."

Mujuru said timelines for projects should be shortened, but there were some who were deliberately delaying progress.

"You do exactly what is supposed to be done, but with limits, limited time," she said. "Timelines ngadzishotenwe, asi mozongoona chete munhu achiti kana ndiri ndini ndiripo ndichatozoisunungura ndada. Ndozvimwe zvatinenge tichitsvaga kuoneswa kuti tiudzei kuoffice kwedu vanhu vakadaro vanogarira mapaper emabusiness plans arikufanira kufambisa Zim Asset.

"Tawanzirwa vanhu vapfekenyedza mukati medu, vakuchifighter from within kuti mabeautiful programmes akadai, mabusinesses akadai asabudirire. Imi masvinura, maudzwa kare maakuziva. Watch out for those saboteurs and report. Maita zvenyu," she said.


Source - soundcloud.com
More on: #Mujuru