Opinion / Letters
Warning: 'Zimbabwean travellers are being kidnapped and robbed in SA'
29 Jun 2015 at 03:25hrs | Views
Good Day
There is a serious problem happening in South Africa where Zimbabwean travellers are being kidnapped and robbed by people who give them lifts from Beitbridge Border or Mesina to Joburg.
I have heard of four stories already of people who have been abducted in Joburg and then asked to pay as much as R3000 before they are released. The thugs ask them to call their relatives and ask them to deposit the money at Shoprite as ransom for their release. Below is a narration of a person who encountered those thugs last week.
Kune vose vanofamba rwendo rwekubva ku Zim vachiuya kuno ku SA, ndineyambiro kuburikidza nezvakaitika kwandiri musi we monday. Ndinokumbirisa neMweya waMwari kuti musakwira ma private car or ma kombi pa mesina. Vanhu ava ave matsotsi, they will definately Rob u. On monday morng takakwira ka private car kerudzi rwe Corsa pa Musina kaiti iko karikuenda ku Jhb. Kakachizochinja kachiti iko hakachaenda ndokuchitikwidza mune imwe pickup yerudzi rwe Nissan hardbody ye white. Taive 13 mumota iyi hatina kuziva kuti vamwe varume vaviri vaivemo vaiva na driver. Tichingobuda mu Musina mota yaka tora mugwagwa unoenda ku right unozonopinda ne dust road. Isu takangofungawo kuti arikutiza ma Tollgates. Driver aifamba ne speed ye 40km/hr izvo aiitira kuti tisvike mu jhb kwasviba. Vanhu vaida kuburuka mu pta akaramba kuvaburutsa achiti iye ndimo maanogara so achavasiya door by door, izvo aiitira kuti atibire tose. Tasvika mu Jhb akangonanga pane imwe buildng inogadzirirwa mota akano paka kumashure shure dzimwe mota dzikauya dzikavhara vhara kuti vanopfuura kuroad vasationa. Matsotsi akaungana pamota vakatora mofon ese ne cash yese. Vakachiti tifonere hama dzedu dzitiisire mari pa shoprite or spar. Hama dzangu pairohwa vanhu ne 32spanner. Vamwe vakabva mazino vamwe zvigunwe zvaidambuka. Thoz guys abused us. Apa vaitotaura chishona bcz most of them vanobva ku Tsholotsho. Izvi takazviziva nekuti vakatibvunza kuti tinobvepi tese. One munhu akati ku Tsholotsho aisarohwa coz ndewekumusha kwavo.takazosiiwa mushure memazuva matatu munhu wese abhadharirwa mari iyi. Akuruma nzeve ndewako. Thank u
There is a serious problem happening in South Africa where Zimbabwean travellers are being kidnapped and robbed by people who give them lifts from Beitbridge Border or Mesina to Joburg.
Kune vose vanofamba rwendo rwekubva ku Zim vachiuya kuno ku SA, ndineyambiro kuburikidza nezvakaitika kwandiri musi we monday. Ndinokumbirisa neMweya waMwari kuti musakwira ma private car or ma kombi pa mesina. Vanhu ava ave matsotsi, they will definately Rob u. On monday morng takakwira ka private car kerudzi rwe Corsa pa Musina kaiti iko karikuenda ku Jhb. Kakachizochinja kachiti iko hakachaenda ndokuchitikwidza mune imwe pickup yerudzi rwe Nissan hardbody ye white. Taive 13 mumota iyi hatina kuziva kuti vamwe varume vaviri vaivemo vaiva na driver. Tichingobuda mu Musina mota yaka tora mugwagwa unoenda ku right unozonopinda ne dust road. Isu takangofungawo kuti arikutiza ma Tollgates. Driver aifamba ne speed ye 40km/hr izvo aiitira kuti tisvike mu jhb kwasviba. Vanhu vaida kuburuka mu pta akaramba kuvaburutsa achiti iye ndimo maanogara so achavasiya door by door, izvo aiitira kuti atibire tose. Tasvika mu Jhb akangonanga pane imwe buildng inogadzirirwa mota akano paka kumashure shure dzimwe mota dzikauya dzikavhara vhara kuti vanopfuura kuroad vasationa. Matsotsi akaungana pamota vakatora mofon ese ne cash yese. Vakachiti tifonere hama dzedu dzitiisire mari pa shoprite or spar. Hama dzangu pairohwa vanhu ne 32spanner. Vamwe vakabva mazino vamwe zvigunwe zvaidambuka. Thoz guys abused us. Apa vaitotaura chishona bcz most of them vanobva ku Tsholotsho. Izvi takazviziva nekuti vakatibvunza kuti tinobvepi tese. One munhu akati ku Tsholotsho aisarohwa coz ndewekumusha kwavo.takazosiiwa mushure memazuva matatu munhu wese abhadharirwa mari iyi. Akuruma nzeve ndewako. Thank u
Source - Concerned Citizen
All articles and letters published on Bulawayo24 have been independently written by members of Bulawayo24's community. The views of users published on Bulawayo24 are therefore their own and do not necessarily represent the views of Bulawayo24. Bulawayo24 editors also reserve the right to edit or delete any and all comments received.