Latest News Editor's Choice


News / National

Chinembiri Primary school, Notice to all parents - WhatsApp update

by Concerned Parent
21 Mar 2014 at 19:56hrs | Views
Please note that Bulawayo24 does not edit WhatsApp updates. We publish them as sent by our readers and we do not disclose the sender's telephone number

7:15pm, 21 Mar - ‪+263 7* *** ****‬:
Hide my name. All parents vane vana vari paSeke 2 Primary (Chinembiri Primary school) iri muChitungwiza kune musangano weAGM. Handei tose tinonzwa about ECD block sei risinga peri kuvakwa. Chitehwe Contractors ati 6 rooms for $105.000 kupedza zvese but takabvisa $134.000 but haisati yapera uye haisi kuzopera nekuti hachina mari. Ko vabereki vaye vekusungiswa vakazoitwa sei? Pamwe vakapihwawo vhara muromo. SDC kusungisa vabereki nemari dzechikoro? Mangwana mahwani. The WHOLE COMMITEE must go then proper investigations follows. Audit report iri kuti : Hazvina kumira mushe

Source - Byo24News via WhatsApp