Latest News Editor's Choice


News / National

Mugabe warns youths, war vets

by George Maponga
15 May 2016 at 07:40hrs | Views
PRESIDENT Mugabe has called on elements in the Zanu-PF's Youth League to respect their elders and desist from fighting senior party leaders.

The President also told veterans of Zimbabwe's liberation struggle to always observe the Zanu-PF hierarchical order as it relates to military men and women, and not exist outside the party.

President Mugabe said this in Gutu last Friday after paying his condolences to the Masanganise family following the death of his uncle, Chief Gutu (Mr Anos Kasirayi Masanganise).

He emphasised unity, denounced factionalism and told youths they have a lot to learn from their elders.

"Youth League irambe iri Youth League yakabatana; kwete Youth League yekuda kurwisana nevakuru. Ungaita ruzivo rwekuti takabva kupi iwe wakazvarwa 20 years ago? Hazvibatsiri izvozvo.

''. . . Regai kupazaniswa pfungwa nevamwe vanoda kutikanganisa vachiti supportai nhingi, ivai group ranhingi. Hatina magroups anonzi iri nderanhingi.

"We have one big group which is Zanu-PF. We do not know about factions. Hatidi. Pange pakuita kupfekenyedza nekutikanganisa. Ndoda kuti izvozvo tizvidzime; zvisaitika zvekare mangwana."

To war veterans, President Mugabe said: 'Mawar veterans, tinovarumbidza zvikuru. Asi anosungirwa kuva mawar veterans anosimbaradza musangano; vanoti takarwira nyikaka, vauye mukati mevazhinji vashandire party nekuti ndizvo zvatakarwiraka. Party yatora zvino; kwamakabva mukasiya.

"Imi hamungarambe muchiti: 'Tichiri kunze kwenyika, toita sekunge tichiri kunze kwenyika. Tiri kwedu tega.' Tiri tega. . .kupi kwacho? Ndingade kukuziva ini nekuti taive teseka, taive tese tichiti tirikurwira vazhinji.

''Tiri kutungamirirwa nepolitics. Saka ndimi munosungirwa; munosimbaradza party kwete kuda kusadharara muri kokoko, muri mega. Hazvimbofamba izvozvo. Muve neruzivo rwekuti zvataive mawar veterans 30 years ago, muno munyika tanga tisingabvumidzwe kuita maparty.

"Kana kurwa kwedu kwakazova kurwa tichibva kunze kwenyika asi tichiziva kuti tirikurwa, tiri pasi pemusangano – whether it was Zanu or Zapu – asi takazobatana kuita Zanu-PF. Saka ndoparty ka yatakasimbaradza nekurwa kwatakaita. Ngadzirambe dzakasimbaradzwa nanhasi imi murimo.''

President Mugabe implored war veterans to bequeath their ethos of defending national sovereignty and independence to the youth.

"Ko nhaka yenyu inoinda mberi seiko nekuti hakuchava nemamwe mawar vets mangwana? Mawar vets akaitika kare. Mawar vets ari kuramba achishomeka, achishomeka nekukura, aachishomeka nerufu. Saka nhaka inotorwa nekusimudzirwa nevechidiki vari kuuya; varikuuya vari muparty not outside the party.

"And we want the unity of the party, not the divisions of it. Saka war vets should exercise their right, yes, their right to belong to the party. They have no right to operate outside the party, not at all."


Source - sundaymail