Latest News Editor's Choice


News / Regional

Bulawayo chapter travelled to Shurugwi to mourn Kim - The Journey summary

by Dembare fan
18 Jun 2016 at 17:41hrs | Views
We left byo around 10pm on monday night .. _we had a small tyre puncture at shangani bt we manage to change the tyre and proceed with our journey_ _the other car (bmw) started to develop a pump problem bt we managed to proceed_

_We arrived in shurugwi around 4am_

_from there it was song and dance till 7am pakaimbwa nekurohwa ngoma zvakamutsa munhu wese akanga arara_


Takazombotizororei nndokuzoenda kobatsira boys remunharaunda kuchera guva since mvura yaiva kure mota yedu yakabatsira kutakura mvura yaparufu

Takazoona vadhara venharaunda vagara dare ko taizivey

"Zvikanzi ko dynamos nemari dzezifa psl dzatanzwa dzikubuda mumapepa " ichokwadi here

Asi vanga vasina mhosva they wanted to clarify and explained kut we are jst fellow sapotaz from different corners of the country paying last respect to one of their frend

We also clarified that dynamos managed to provide coffin and transport...

Vakagutsikana nemashoko edu ...tikat isu hatimire kuimbira umwe wedu

R.I.P DeMbare 8








Source - online

Subscribe

Email: